Chivabvu 29
(kana
Chishona chizere
:
musi wemakumimairi-nepfumbamwe muMwedzi waChivabvu
)
musi
we
gore
wechi
makumimana-nepfumbamwe
(kana musi wechi
zananemakumimashanu
pa
gore remucharikwa
) mu
Karenda ya Gregori
; pasara mazuva
mazanamairi-neguminetanhatu
kusvika pakupera kwegore.