Sangano reHutano Pasirose (World Health Organisation) ibazi re Mubatanidzwa weNyika Pasirose rinoita mabasa anotsigira kuchengetedzwa kwehutano munyika dziri Pasirose.