Mesopotamia

Kubva Wikipedia

Mesopotamia raiva dunhu rinorehwa munhoroondo raibatanidza nzvimbo dziri ku Mavirira kwe Asia dzakachingana ne Nzizi Tigris ne Euphrates - kana tocherechedza nyika dzamazuvano tinenge tichibata chikamu chikuru che Iraq , Kuwait , rupande rwekumusoro kwe Saudi Arabia , nerupande rweku Mabvazuva e Syria neTurkey, nye nyika iri pamudzivo weTurkey neSyria uye mudzivo weIran neIraq.

Kuipwa kwezita [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

Zita rokuti Mesopotamia rakaumbwa nezvikamu zviviri zvinoti meso (kureva pakati) uye potamos (kureva rwizi). Saka Mesopotamia zvinobva zvoreva nzvimbo iri pagati pe Nzizi .

  • Tarisai mazwi e Herero ari pasi ayo.
  • Zvichida izwi rokuti mukoto rinokwanisa kuturikira vara rinonzi meso- rinotaurwa ku English mumazwi anotevera: mesocephalic, mesoamerica, mesotherapy, mesothelioma .
  • Chivakashure chokuti meso- chinoreva a combining form meaning “middle,” used in the formation of compound words .
  • Ko tikati Mesopotamia iturikirwe kunzi Mukotowenzizi kana Mukotonzizi ?

Mitauro yeBantu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

  • Va Herero vanoti omoukoto , moukoto kana pokati (n. internal, inward).
  • VaHerero vanoti oukoto (interior).
  • Va Swahili vanoti kingama (be between, be in the way; cut across, intersect).
  • Vatauri ve Umbundu vanoti ohopa (land between two streams that unite).
  • Mururimi rweKikongo vanoti jingidila (to surround animals in a hunt).