Republic of Ireland
Eire
|
Rwiyo
: Amhran na bhFiann, "The Soldiers' Song"
|
|
Yerelendi
(kureva
Ireland,
ichidanwa sokuti
'Ere-land',
Chieyire
: Eire; Ulster-Scots:
Airlann
)
Vueire
, kana
Eirelendi
) chitsuwa chiri kuMaodzanyemba e
Gungwa re Atlandiki
, mumaodzanyemba-emadokeri e
Yuropu
. Yakapatsanurwa kubva kuBhuritani kumabvazuva ayo ne North Channel,
Bhahari re Chieyire
, uye St George's Channel.
Gutaguru racho i
Dublin
.
Nyika iyi ine miganhu ne
Mubatanidzwa woVumambo
.