Vugiriki

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Buhheleni
Buhheleni; Bugirki, Ugiriki; Uhheleni
Rwiyo : ?μνο? ε?? τ?ν ?λευθερ?αν, "Hymn to Liberty"

Vugiriki (kureva Greece , Chigiriki : Ελληνικ? Δημοκρατ?α; Elliniki Dimokratia ) kana Vuhheleni , pachihofisi inonzi Rudhende rwe Vuhheleni , inyika iri kuchamhembechemabvazuva e Yuropu . Yakagadzikwa kuruchamhembe rwe Mabharukani , uye irikunzvimbo inosangana Afurika , Ezhiya ne Yuropu. Vugiriki inogova chisi chemuganhu ne Arubhaniya kumaodzanyembaemadokero, Masedhoniya Maodzanyemba ne Bhurugariya kumaodzanyemba, uye Turuki kumaodzanyembaemabvazuva. Bhahari re Eegi rakawarira mu gurunyika , Bhahari re Iyoni (kureva Ionian sea ) riri kumadokero, uye Bhahari re Kireti (kureva crete sea ) ne Bhahari re Medhiteraniya kuchamhembe. Vugiriki ine kostilayini rikarabesa pabhesini re Medhiteraniya, richisanganisa zvitsuwa zviuruuru zvakawanda.

Gutaguru rayo i Atina , richiteerwa ne Tesaroniki (kureva Thessaloniki ) uye Patrasi (kureva Patras ). a

Nyika iyi ine miganhu ne Arubhaniya , Bhurugariya , Masedhoni , Turuki ne Saipurasi .




Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi