Kingdom of Denmark
Kongeriget Danmark
|
Rwiyo
: Der er et yndigt land, "There is a lovely land"
|
|
Dhanemaki
(kureva
Denmark
,
Chidhaneshi
:
Danmark
) i
nyika
ye
chinoridhe
inowanikwa mu
ziwumbe
re
Yuropu ye Maodzanyemba
. Ndiyo nyika inehuwandu hwe vanhu hwakawanda, uye chipakati che zvehutonganyika ye
Umambo we Dhanemaki
, muvuso we konstichuti yakazvimirira ende inosanganisa
materitori
akazvimirira senge
Zvitsuwa zve Faroe
uye
Girinilendi
ku Maodzanyemba e
Gungwa re Atlandiki
. Dhanemaki ye Chiyuropu iri kuchichamhembe chaikoiko kwe nyika dzechi
Skandanevhiya
, ichirira kuchamhembechemadokero e
Swidheni
, kuchamhembe che
Noruweyi
, uye maodzanyemba e
Jerumani
.
Guta guru racho i
Copenhagen
.