Arubhaniya

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva ku Albania )
Rudhende rwe Urubhaniya
Rwiyo : Himni i Flamurit, "United around the flag"

Arubhaniya (kana Urubhanyia , kureva Albania, Chiharubhani : Shqiperi, Shqiperia; Republika e Shqiperise ) uyezve, ichizodanwa zvepachihofisi se Rudhende rwe Arubhaniya , i nyika iri ku chichamhembechemabvirazuva e ziwumbe re Yuropu . Nyika ye Arubhaniya yakagadzikwa pa mabhahari e Adhiriya ne Iyoni , mukati me Bhahari re Medhiteraniya uye inogovana miganhu nenyika dzinosanganisa Monthenegiro kumaodzanyemba-emadokero , Kosovho kumaodzanyemba-emabvazuva , Masedhoniya kumabvazuva uye Vugiriki kuchamhembe. Nyika ndidzo nyika dzainoganhurana nadzo, zvichisanganisa Itari .

Gutaguru rayo i Tirana uye ndiro guta rihombe, richiteverwa ne Dhuresi (Durres), Vhulore (Vlore), ne Shikodhe (Shkoder).


Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi