Gore ra-
2012
(
sho
:
zvuruzviiri-neguminembiri
) raive gore rinjee rakatanga musi wa
Svondo
mu
Karenda ya Gregori
. Raive gore re zvuruzviviri-negumimbiri mu
Zera Rinjee
(ZN) uye
Anno Domini
(AD)
dzemishariro
, gore rechiguminembiri mu
wurukati ritatu
uye
Zanagore re Makumimairi-nemotsi
, pamusoro pezvo, raive gore rechitatu mu
Gumikati
re
Ma2010
.
Gore ra2012 ndiro rakange rakavukirwa kuti raive gore rekupera kwezvinhu zvose pasirose. Gore ra2012, kumamwe makarenda raive gore ra2020, izvi zvinoenderana nema karenda anosangai Karenda ye Vamaya, Karenda ye Sansikirit uye Karenda ye
Itopiya
, gore rainzi 2020 nevamwe vanhu vose ivo vaive mugore ra2012. Gore ra 2020 sezvinozivikwa pasirose ndiro gore rakatanga
Dzihwamupengo
, pamwe makarenda aya aivuka kushanduka kwe rugare ne kurarama sekwunozivikwa nevanhu vose, nekuti hupenyu hwakashanduka kakuru kubva mugore iroro.
- Wurukati,
- kureva
millennium
, kubva pa Churu/Chiuru uye mwaka (season, age)
- Mukorezana, Zanagore
- kureva
century
, kubva pazana uye
kati
kureva mwaka (age, season).
- Zanakati
-
centenary
,
centennial?
, hundredth season
- Gumikati, Mukumikati
- kureva
decade, decennium
, uye pahuwandu makumikati