Kurume 31
(kana
Chishona chizere
:
Zuva raMakumimatatu-nerimwe muMwedzi waKurume
)
musi
we
gore
90
(kana musi wechi
91
pa
gore remucharikwa
) mu
Karenda ya Gregori
; pasara mazuva 275 kusvika pakupera kwegore.
Musi uyu hauwanikwi mu
Karenda ye Chivanhu
, nokuti ikarenda inotodza
mwedzi
, saka inopera nemazuva
makumimairi nepfumbamwe
kana
makumimatatu
.