Chishongrish
kana
Chishongirishi
mahwi anoshandiskwa kutumidza tsika ye kutaura mitauro ye Chishona ichosanganiswa ne Chingezi. Enzano ndeye kusanganisa Chizezuru ne Chingezi munhu achitaura.
Pakazhinji icho Chishongrish chinowanzo shandiswa mumhanzi nevayimbi, senge ana
Holy Ten
,
Jah Prayzah
(dzimwe nguva),
Roki
nevamwe wavo.
Munhu wako azotii nezve kuenda to Thandi's house?I don't know kuti sisi varikuuya here.
Zvakanaka kuziva kuti Chishongrish chakasiyana ne
Mashoko ekutapa
, chinyamutevera chinoreva mashoko akabva kuChingezi avakushandiswa semashoko eChishona zuva ne zuva. Mashoko ekutapa haabve kuChingezi basi asi anobvafuti kuimwe mitauro senge
Chiputukezi
,
Chiswahiri
,
Chiarabhu
,
Chikalanga
,
Chivhenda
,
Chitonga
kana Chitsonga uye
mitauro ye Chinguni
nemimwe mitauro.
Muenzaniso we Mashoko ekutapa ne Chishongrish:
Ndaramba ku
bhilivha
kuti
anyoko
wako waka
dhivhosana
nababa wako. Vaidisana wani.
Paragirafu -> paragraph
Matha -> mother
Tarisai futi peji re:
Mashoko ekutapa
Sisi
(zvichireva
taita
kana
hanzvadzisikana
)
Terevhizheni
Dhali
(zvhireva
darling
)
Pitsa
(kureva
pizza
)
Chipunu
(kureva
spoon
)