Ostiriya

Kubva Wikipedia
Republic of Austria Republik Osterreich
Mureza wePoland
Rwiyo : Land der Berge, Land am Strome, "Land of Mountains, Land by the River"

Ostiriya (kureva Austria; Chijerumani : Osterreich sokuti Us'tyeria pa Chishona ) kana Awustiriya , uye pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Awustiriya , inyika yakakomberedzwa inowanikwa chikamu chekuchamhembe kwe Yuropu Yepakati, yakagadzikwa ku Maharupusi (kureva Alps). I fedherari ye mavuso mapfumbabwe, imwe yayo iri gutaguru Vhiyena (kureva Vienna ), gutaguru uye muvuso ne huwandu hwe vanhu. Nyika iyi yakaganhurwa ne Jerumani kumaodzanyembaemadokero, uye Rudhende rwe Cheki kumaodzanyemba, Sirovhakya kumaodzanyembaemabvazuva, Hangariya kumabvazuva, Sirovheniya uye Itari kuchamhembe, ne Vusvwisi uye Rishenistayini kumadokero. Inotora ruwa rinosvika of 83,879 km 2 (32,386 sk mi ) uye ine huwandu hwe vanhu unosvika 9 miriyoni.

Guta guru racho i Vhiyena .



Yuropu

Andora · Arubhaniya · Arumeniya · Azeribhaijani · Bherarusi · Bherujyamu · Bhoziniya ne Herizegovhina · Bhuritani · Bhurugariya · Cheki · Dhanemaki · Estonia · Furanzi · Holandi · Hlovhakiya · Hlovheniya · Hungariya · Itari · Jojiya · Jerumani · Kazakhistani · Kurohesha · Maruta · Masedhoniya Maodzanyemba · Monako · Monthenegiro · Morudhovha · Musande Marino · Noruweyi · Ostiriya · Polandi · Putugaro · Rakisombhegi · Rativhiya · Rhashiya · Rishenistayini · Ritwaniya · Romania · Saipurasi · Serubhiya · Speini · Swidheni · Turuki · Vhatikani · Vugiriki · Vufini · Vukireni · Vusvwisi · Yerelendi · Yisirandi