한국   대만   중국   일본 
Muronga Suez Canal - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Muronga Suez Canal

Kubva Wikipedia

Muronga Suez canal muronga wakacherwa pakati pe Africa ne Asia ; Egypt inenge iri ku Chamhembe kwakadziva kuMadokero uye Saudi Arabia neIsrael dziri ku Maodzanyemba kwakadziva kuMabvazuva . Muronga uyu wakacherwa kuitira kuti zvikepe zvaibva ku Europe zvichienda ku Asia zvisatenderera nekuzasi kwe South Africa asi kuti zvigurire ne gungwa Mediterranean.