Dhorobha
(kureva
metropolis
- kubva ku
Chibhunu
dorp
) kana
jarati,
iguta rihome kana conurbation inehukoshi paupanganhundu,
hutonganyika
kana tsika yenyika kana chisi, uye yakakosha nezvo kubatana,
khomesi
kana kutaurirana kwe chisi kana
dhidhizha
.
Mu
Zimbabwe
madhorobha anosanganisa
Harare
ne
Bulawayo
.