Chivabvu 15
(kana
Chishona chizere
:
musi wechigumineshanu muMwedzi waChivabvu
)
musi
we
gore
wechi
zananemakumimatatu neshanu
(kana musi wechi
zana-nemakumimatatu netanhatu
pa
gore remucharikwa
) mu
Karenda ya Gregori
; pasara mazuva
mazananemakumimatatu
kusvika pakupera kwegore.