한국   대만   중국   일본 
Bheya - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Bheya

Kubva Wikipedia
Brown bear feeding on infrequent, but predictable, salmon migrations in Alaska

Bheya (kutora shoko re Chingezi : bear) bhe kana bhee i mhuka inodya nyama ine marudzi anowanikwa kumatunhu anoti: Mawondzanyemba eAmerika , Chamhembe cheAmerika , Yuropu , ne Ezhiya . Mabheya ane muviri muhombe, makumbo makobvu, nzeve diki nemamvere akanyanduka.

Mitauro yeAfrika [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]