Zita ra Allah muChiarabhu
Allah
(
Chiarabhu
: ????,
muchirhoma:
All?h
) ishoko rinjee reChiarabhu renoshandiswa kureva
Mwari
. MuChingezi, shoko iri rinowanzo dudzirwa Mwari mu
Uyisalama
. Ishoko rinofungidzirwa kunzi rakavambwa kubva pakupfupiswa pemazwi okuti
al-il?h
, kureva "mwari", uye rinehukama paururumi ne mashoko e
Chiaramu
okuti Elah ne e
Chisiriya
??????? (?Al?h?) uye e
Chihebheru
okuti
El
(
Elohim
) kureva Mwari. Mhando yekuti Allah yechikadzi inofungidzirwa kuve shoko rokuti Allat.
Shoko rokuti
Allah
rakagara richishandiswa ne
Vaarabhu
vanonamta zvinamato zvakasiyana kubva munguva ye
mushure meUyisalama
. Maarabhu ekushure kwe Uyisalama ainamata
munamatwi
mukurukuru avaiti Allah, uye pamwe ne vamwe vanamatwi vaive vadoko musimba.
Muhammad
akashandisa shoko rokuti
Allah
kukombisa
zanodzamu
rokuti Mwari.
Allah
akagara achishandiswa seneno rokuti Mwari ne
Vasalama
(vose vechiArabhu ne vasiri) uye kunyangwe ne
Vakristu vechiArabhu
kunyangwe muketevera meneno rokuti "al-il?h" na "Allah" watanga kushandiswa zvinopesanisana mu
Chiarabhu Chekare
ne uzhinji hwe Vaarabhu vainge vave Vasalama. Rinoshandiswa wo kahobho, ne
Vabhabhi
,
Vabhaha'i
,
Vamandaa
,
Vaindonesi
uye Vakristu veku
Maruta
, pamwe ne
Vajudha vechiSefaradhi
, pamwe ne
Vagagauzi
. Kushandiswa kumwechete neVakristu uye Vasikhi veku
Malayizha
yeMadokero kwakapedzisira kwakonzera
migogo
yehutonganyika uye
mronzo
.