Chitsonga
(Tso:
Xitsonga, uchitaugwa sokuti "Shitsonga"
) rurimi rwe
Chibantu
rwunotaurwa munyika ye
Zimbabwe
,
Afurika Chamhembe
,
Eswatini
uye
Mazambuko
. Unotswikwa ne
Chitswa
uye
Chironga
uye zita rayo "Tsonga" unowanzo fukidza mitauro yese mitautu sezvoitwa
mitauro ye Chishona
, asi dzimwe nguva inonzi
Chitswa-Ronga
. Chitsonga mutauro wakakudzwa pakusvikwa pakuti unokwaniswa kushandiswa zvose muzvikoro nekumba. Chitsonga mutauro we
uhofisi
(
official
) kuAfurika Chamhembe, uye pazasi pezita rokuti "Shangani" unozivikwa semutauro we uhofisi zve mu Konstichuti ye Zimbabwe. Mitauro yese ye Chitswa-Ronga unozivikwa kakuru kuMozambiki. Hadzisi mutauro we uhofisi muEswatini (iyo yaimbonzi Swazilendi).
Manumeri e Chitsonga tichienzana ne Chishona
Chitsonga
|
n'we
|
mbirhi
|
nharhu
|
mune
|
Ntlhanu
|
Ntsevu
|
Nkombo
|
Nhungu
|
Nkaye
|
Khume
|
|
1
|
2
|
3
|
4
|
5
|
6
|
7
|
8
|
9
|
10
|
Chishona
|
imwe / in'we
motsi
, moshi, modza
poshi / potsi
bodzi
|
mbiri, piri
|
tatu
, nhatu
|
ina
|
shanu
|
tanhatu, nhanhtu
|
sere
|
nomwe / non'we
|
pfumbamwe
/ pfumban'we
pfemba
|
gumi
|
Chitsonga
|
Chishona
|
Tsananguro
|
Dyambu
|
zuva
|
|
Gongomela
|
Nyamatsatse
|
|
Misava
|
Rinopasi
, Dhunya
|
Dhunya - ishoko rakabva kuChiswahiri, pakuti Dunia
|
N'weti
|
Mwedzi
|
|
- ↑
https://www.xitsonga.org/dictionary/xitsonga?-=b
- ↑
https://kcmakhubele.wordpress.com/2014/05/06/useful-tsonga-to-english-words-phrases/