한국   대만   중국   일본 
Usomo - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Usomo

Kubva Wikipedia

Usomo kana kuti shomwe zvinoreva mhodzi dzinowanikwa mukati memateko enzungu kana pakati petsongoro pamichero yakadai sehacha kana pfura - idzi dziri mhodzi dzakapfava uye dziine mafuta.

Aya mashoko achashandiswa kuturikira inonzi nucleus kuChirungu. Shoko rokuti nucleus rinobva ku Latin richireva small nut, kernel or core - apa kureva kaya kanzungu kanowanikwa pakati pemateko kana pakati pe tsongoro dzemichero yakadai se hacha kana mapfura .

Mitauro yeBantu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

  • Vatauri ve Kikongo vanoti ntima (core).