한국   대만   중국   일본 
Tsaona - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Tsaona

Kubva Wikipedia

Tsaona (accident or incident) zvinoreva chiitiko chinoonekwa kana njodzi yasanangana nemunhu, muchina , zvivakwa kana nzvimbo dzakakomberedza. Sokuti mumhu akadhumiwa ne bhazi inenge iri tsaona. Tsaona chinhu chisangadiwe chinoitika chisiri kutarisirwa.

Njodzi yokuti munhu anokwanisa kurohwa nebhazi achifamba pa mugwagwa iripo nguva dzose asi njodzi haisiri iyo tsaona . Vanoongorora zvenjodzi netsaona vanoti tsaona zhinji dzinokwanisa kudzivirirwa.

Mitauro yeBantu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]