Tararunako rwe Chiarabhu.
Tararunako
(ku
Chingezi
: calligraphy)
Tsararunako
kana
Bharaunake
usezi
hwe
kunyora
. Izwi iri rinobva mumutauro we
Chigiriki
uye rinoreva "kunyora kwakanaka". Kumadokero, uku kwaive kufarira mukushongedza mazwi pane peji. Kutararunako munyika dzekuMadokero yaigara ichionekwa seusezi hudiki.
KuMabvazuva kweEzhiya Kutararunako kwaive "usezi hwakaremekedzwa" fomu pamberi pe
Vuhlanga rwe Tang
. Inoramba iine chimiro chepamusoro pakati pezvigadzirwa. Iri kuitwa nhasi nevanhu vakawanda kusanganisira vana vechikoro.
Mazwi ekuti
Kutsara
(to draw) kana
kutara
(to draw kana to line out) akasanganiswa neshoko rekuti 'runako' "beauty" anosika mazwi ekuti
tsararunako
kana
tararunako
. Zvichireva kuti "to draw beauty".
Kubharaunake kana kubharamanake mazwi anoreva zvimwe futi, "kunyora zvakanaka" iro shoko rekuti bhara rinoreva zve kuti
kunyora
.
Zvituru zvikuru zvekutararunako i
karamu
uye
bhurasho
. Zvinyoreso zvetararunako zvinonyora ne
manibhi
anogona kunge akati sandara, akatenderera, kana akanongedza.
[1]
[2]
[3]
Nokuda kwezvimwe zvekushongedza, makaramu kana mabhurasho e
chisa
(kana
stiri
) ane manibhu-mahobho esimbi-anogona kushandiswa. Nekudaro, mabasa akagadzirwawo ne zvinoyreso senge ma
maka
ne
bhiro
, kunyangwe mabasa aya asingashandisi mitsetse ine
angled
. Kune mamwe masitaera ekutararunako, senge
Keruro ye Goti
, anoda karamu ye stabhu nibhu.
Makaramu anowanzo shandiswa ndeaya:
- ↑
Reaves, M.; Schulte, E. (2006).
Brush Lettering: An instructional manual in Western brush calligraphy
(Revised ed.). New York: Design Books.
- ↑
Child, H., ed. (1985).
The Calligrapher's Handbook
. Taplinger Publishing Co.
- ↑
Lamb, C.M., ed. (1976) [1956].
Calligrapher's Handbook
. Pentalic.