한국   대만   중국   일본 
Nzunza - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Nzunza

Kubva Wikipedia

Nzunza (Serval cat in English) imhuka yemusango ine mavara anenge dindingwe asi iyo ine mumhu mudiki unoda kuenzana ne mbwa . Nzunza ine chiso chinofanana ne katsi nenzeve pfupi. Mhuka iyi ine makumbo makobvu.

Nzunza inodyiwa nyama kune mamwe matunhu.

inonaka zvikuru.

Mitauro yeBantu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]