Nyaya

Kubva Wikipedia

Nyaya ( nge . story, nde . indaba swa : hadithi ) zvinoreva mashoko anotaurwa achirondedzera maitikiro ezvinhu. Nyaya inogona kuva nhoroondo yechokwadi yakaitika kana ngano yakarukwa nemunhu sezvinoita vamwe vanyori vemabhuku.

Mitauro ye Chibantu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

Mamwe mapeji ekutarisa [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]