ChiNyakyusa

Kubva Wikipedia
(runangakatsva kubva ku Nyakyusa )

Nyakyusa mutauro unowanikwa ku Tanzania ne Malawi . Rudzi urwu runodanwa nemamwe mazita anonzi Sokile , Ngonde kana Nkonde .

Mashoko Anotodza Shona [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

  • Nyakyusa inoti nongwa (issue, affair, cases). Zvichida ishoko rimwe nokuti nhongwa .
  • Nyakyusa inoti ulubilo (race) kureva mujawo . Ko kuti Nyaruviro ?
  • Nyakyusa inoti njila (road, path) kureva nzira . Nyakyusa inoti majolo (yesterday) kureva zuro .
  • Nyakyusa inoti mundu (person) kureva munhu . Nyakyusa inoti maaso (eyes) kureva meso .
  • Nyakyusa inoti umpunga (rice) kureva mupunga . Nyakyusa inoti kubomba (v. working) kureva kushanda .
  • Nyakyusa inoti mbombo (n. work). Nyakyusa inoti ifibombelo (n. tools).
  • Nyakyusa inoti njala (hunger) kureva nzara . Nyakyusa inoti kalulu (n. hare) kureva tsuro .
  • Nyakyusa inoti kufwa (to die) kureva kufa . Nyakyusa inoti ulugoje (rope). Ko zita rinonzi Rugoyi ?
  • Nyakyusa inoti taata (n. father) kureva baba . Nyakyusa inoti jaake (his or hers) kureva zvake .
  • Nyakyusa inoti ikipanga (village) kureva musha .
  • Nyakyusa inoti mwene (self) kureva mbune . Nyakyusa inoti abeene (owners) kureva vene .
  • Nyakyusa inoti paasi (down) kureva pasi . Nyakyusa inoti panja (outside) kureva panze .
  • Nyakyusa inoti ndume (husband) kureva murume wemunhu . Nyakyusa inoti ukusala (choose, pick) kureva kushara .
  • Nyakyusa inoti ukumeta ( to cut esp. hair) kureva kumweta . Nyakyusa inoti ukubola (to rot, to go bad) kureva kuora .
  • Nyakyusa inoti inamiike (bend) kureva kugonyesa . Ko zita rinonzi Manamike ?
  • Nyakyusa inoti inyendo (journeys) kureva nzendo . Nyakyusa inoti imbatiko (procedure/s) kureva mabatiro .
  • Nyakyusa inoti indumi (message, news) kureva nhau . Nyakyusa inoti indagilo (laws, commissions).
  • Nyakyusa inoti imbwa (dog/s) kureva imbwa . Nyakyusa inoti inyala (grindstones) kureva huyo neguyo .
  • Nyakyusa inoti nya (defaecate) kureva kunya . Nyakyusa inoti lwisi (river) kureva rwizi .
  • Nyakyusa inoti ima (not give, deprive) kureva kunyima .
  • Nyakyusa inoti kanyanga (trample). Zvichida izwi rimwe nokuti kukanyanga ?
  • Nyakyusa inoti pilika (hear) kureva kunzwa . Ko kupirikira ?
  • Nyakyusa inoti mooto (fire) kureva moto . Nyakyusa inoti ukulonda (to search) kureva kuronda .
  • Nyakyusa inoti tala (do first; be first to do). Nyakyusa inoti fuma (come from) kureva kubuda kubva .
  • Nyakyusa inoti fumuka (become known, famous) kureva kufumuka . Vanobva vati fumusya (announce).
  • Nyakyusa inoti fika (arrive) kureva kusvika . Nyakyusa inoti pima (weigh, measure) kureva kupima .
  • Nyakyusa inoti tema (cut) kureva kutema . Nyakyusa inoti tunga (hang, string together) kureva kutungira .
  • Nyakyusa inoti fumbula (solve). Vanobva vati fumba (enclose in mouth or hands) kureva kupfumba .
  • Nyakyusa inoti kumanya (to know) kureva kuziva . Nyakyusa inoti manyika (be known) kureva kuzivikanwa .
  • Nyakyusa inoti koma (hit) kureva kukoma ngatiti nenyundo. Nyakyusa inoti saama (move, migrate) kureva kutama .
  • Nyakyusa inoti sanuka (alter) kureva sanduka kana shanduka . Vanobva vati sanukila (turn to).
  • Nyakyusa inoti pangula (dismantle) kureva kupangura ?. Nyakyusa inoti tapuka (separate). Ko kutapudza ?
  • Nyakyusa inoti pinya (bind, detain, fix). Ko zita rinonzi Mupinyuri ? Nyakyusa inoti lwa (fight) kureva kurwa .

[1] [2]

  1. https://www.academia.edu/31428113/When_the_present_is_in_the_past_and_what_is_normal_is_to_come_Old_and_new_present_tenses_in_Nyakyusa_Bantu_
  2. https://library.oapen.org/bitstream/id/6217624a-438c-4424-bfd2-d8afb3ddb4e1/641705.pdf