한국   대만   중국   일본 
Mhandara (nyeredzi) - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Mhandara (nyeredzi)

Kubva Wikipedia
Ruambanyeredzi
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
??
 | 
Mufananidzo waMhandara
Ratidzo yeZodhiyaki Mhandara
Nguva (kumadokero) Nyamavhuvhu 24? Gunyana 23
Unganyeredzi Mhandara
Nhangande yeZodhiyaki Pasi
Umiriro muZodhiyaki Vashanduki
Mutongi Nyamatsatse
Isva Vhenekeratsvimborume na Neputoni
Unhongi Nyamatsatse
Udonho Hweva

Mhandara (ku Chingezi : Virgo; Virgin) Utsvene kana Vhego ndicho chiratidzo chechinhanhatu che ruambanyeredzi .

Mhandara inoteera Shumba , iyo ichizoteerwa na Pima , uye inotarisana na Hove .