Mawuto Anorinda Nyika

Kubva Wikipedia

Mawuto Anorinda Nyika (n. Defence Forces) kana mawuto ehondo vanhu vanoita basa rekudzivirira nyika kuvavengi vachigara vakagadzirira kurwira nyika ne zvombo .

  • Kune mawuto vanoshanda vari pasi.
  • Kune mawuto vanoshandisa ndege.
  • Kuoitawo mawuto vanobata vari pa gungwa .

Chipiko zvinoreva mabasa anoitwa nechinangwa chokuchengetedza vangava vannhu, nzvimbo, chivakwa kana musha kubva ku njodzi kana kurwiswa nevavengi. Shoko iri tinokwanisa kurishandisa kuturikira security forces , ku ChiShona tobva tati mawuto echipiko .

Boka rePfumo , bokora (regiment). Nhungamiri (advance guard) apa kureva boka remawuto vakatungamiri kunorwa hondo .

Kurerutsa Mutauro [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

Mazwi anoti: rupingo na mupingi anenge anotodzana nerukuti nyamupingidza .

Mitauro yeBantu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

  • VaGiryama vanoti kurinda (defend). VaGiryama vanoti muk'ondo (soldier, warrior) vachireva musoja .
  • MaZulu vanoti isifuba (Central or main part of an army (as distinguished from the 'horns'); central part of a country). VaVenda vanoti mmbi (n. army).
  • MaZulu vanoti viva (Form in bodies or troops, come together in a company, mobilize) kuungana semawuto. Zvimwe: viva (Concentrate upon ; do with energy, exertion) kureva kubindikita .
  • MaZulu vanoti butha (1. Gather together, 2. Recruit, enrol in a regiment) kureva kuunganidza. Mamwe mazwi: buthana (1. Come together, gather in a crowd, assemble).
  • VaChewa vanoti gulu (audience; assembly, regiment of soldiers, troop of animals or people). Sokuti gulu la ankhondo - regiment of soldiers.