한국   대만   중국   일본 
Malawi - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Malawi

Kubva Wikipedia
Rudhende rwe Malawi
Mitauro ye chihofisi
Chichewa: Dziko la Mala?i
Chitumbuka: Charu cha Mala?i
National motto : Unity and Freedom

Malawi , kana Maravi (kana futi Malavi , kureva Murazvo paChishona) pachihofisi ichinzi Rudhende rwe Malawi , i nyika yakakomberedzwa iri ku Chamhembechemabvazuva kwe Afurika uye yaichimbodanwa kunzi Nyasaland . Nyika dzakaikomberedza ndedzinoti: Zambia iri ku Maodzanyembaemadokero ; Tanzania iri ku Maodzanyembaemabvazuva ; ne Mazambuko iribata kumabvazuva, kuchamhembe nekumadokero. Ruwa rwe Malawi rwunodarika 118,000 skweya dzekiromita , uye ine hugari hwe vanhu vaisvika 16,777,547 (muna 2013 ). Gutaguru reMalawi rinonzi Lilongwe ; rechipiri pakukura rinonzi Blantyre , rechitatu i Mzuzu .

Vanhu vekuMalawi vanonzi Vamalawi , uye munhu mumwechete anonzni Mumalawi/Mmalawi .

Zita [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

Zita rokuti Malawi rinobva pashoko rokuti Maravi iro raiva zita revanhu vechi Nyanja vakagara munyika iyi. Mamwe makomo makuru arimo anonzi Mlanje. Munyika umu munorimwa tii. Zita rokuti Maravi rinoreva kuti Murazvo.

Utemabanze we Rudhende rweVuarabhu rweSaharawi ? Somarirandi

Mavuso anozivikanwa zvishoma

(Speini) Canary Islands / Ceuta / Melilla ? (Putugaro) Madeira ? (Furanzi) Mayotte / Reunion ? (United Kingdom) Saint Helena / Ascension Island / Tristan da Cunha ? Sahara ye Madokero

Zvisi ne Materitori ekunze