한국   대만   중국   일본 
Makua - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Makua

Kubva Wikipedia

Makua kana Makhuwa mutauro unowanikwa ku Mozambique uri mugola remitauro ye Bantu .

Mazwi Anotodzana neShona [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

  • Makua inoti ikuo (cloth, clothes), VaShona vachiti nguo .
  • Makua inoti makura (oil, fat), VaShona vachiti mafuta .
  • Makua inoti ikoma (drum), VaShona vachiti ngoma .
  • Makua inoti mtu (a person), VaShona vachiti munhu .
  • Makua inoti mshamiro (pillow), VaShona vachiti mutsamiro .
  • Makua inoti ulili (bedstead), VaShona vachiti uriri .
  • Makua inoti inui (bee), VaShona vachiti nyuchi .
  • Makua inoti mtembo (bier), VaShona vachiti hwanyadza . Kune izwi rokuti kutembedzana .
  • Makua inoti uwawa (bitterness), VaShona vachiti kuvava .
  • Makua inoti mapele (breasts), VaShona vachiti mazamu .
  • Makua inoti makala (coal, charcoal, cinders), VaShona vachiti makara .
  • Makua inoti mwene kana mamwene (chief, king), VaShona vachiti ishe .
  • Makua inoti ntoche (cotton), VaShona vachiti donje .
  • Makua inoti imwene (dominion, kingdom), VaShona vachiti hushe ? kana musha.
  • Makua inoti mavi (excrement), VaShona vachiti tsvina .
  • Makua inoti moro (fire), VaShona vachiti moto .
  • Makua inoti inama (flesh), VaShona vachiti nyama .
  • Makua inoti ituva (flower), VaShona vachiti ruva .
  • Makua inoti nyao (foot), VaShona vachiti tsoka kana nyawo .
  • Makua inoti Mluku (God), VaShona vachiti Mwari .
  • Makua inoti indarama (gold), VaShona vachiti ndarama .
  • Makua inoti mpira (rubber), VaShona vachiti mupira .
  • Makua inoti mrima (heart, mind, soul), VaShona vachiti hana kana pfungwa .
  • Makua inoti manyi (mother), VaShona vachiti amai .
  • Makua inoti singano (needle), VaShona vachiti tsingano .
  • Makua inoti ikwari (partridge), VaShona vachiti chikwari .
  • Makua inoti nchia (pigeon), VaShona vachiti njiva .
  • Makua inoti chinji (many), kureva zhinji .
  • Makua inoti ikuluwe (pig), VaShona vachiti nguruve .
  • Makua inoti imbeyu (plant), VaShona vachiti dzinde .
  • Makua inoti mwenene (owner, possesor), VaShona vachiti mwene .
  • Makua inoti mhaku (property, possessions, riches), VaShona vachiti pfuma .
  • Makua inoti mtumba (pumpkins ? when used to carry liquids). VaShona vane izwi rokuti mutumba .
  • Makua inoti mkoi (rope). Kune zita remhuri reShona rinonzi Mukoyi .
  • Makua inoti mbeyu (seed), VaShona vachiti mbeu .
  • Makua inoti mlamu (brother-in-law; sister-in-law), VaShona vachiti muramu .
  • Makua inoti nchipo (song), VaShona vachiti chimbo kana rwiyo .
  • Makua inoti mleto (stranger), VaShona vachiti varwendo .
  • Makua inoti mtoti (tailor), VaShona vachiti nguo .
  • Makua inoti nlimi (tongue), VaShona vachiti rurimi .
  • Makua inoti nchiya kana machiya (turtle dove), VaShona vachiti njiva .
  • Makua inoti mkwiri (witch), VaShona vachiti muroyi .

Mamwe Mazwi [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

  • Makua inoti mchinga (beehive), VaShona vachiti mukoko .
  • Makua inoti inkala (crab), VaShona vachiti gakanje .
  • Makua inoti ntia kana matia (lake), VaShona vachiti nyanza .
  • Makua inoti karamu (lion), VaShona vachiti shumba .
  • Makua inoti mkate (bread), VaShona vachiti chingwa .
  • Makua inoti makova (husk), VaShona vachiti butu .
  • Makua inoti ichipara (Mould).
  • Makua inoti irungu (phantom), VaShona vachiti chipoko .
  • Makua inoti mashi (sap, juice).
  • Makua inoti mhava (sand), VaShona vachiti jecha .
  • Makua inoti maronda (trade), VaShona vachiti hushavi .
  • Makua inoti kapa (tortoise), VaShona vachiti hamba .
  • Makua inoti mhina (inside, within), VaShona vachiti mukati kana kukati .
  • Makua inoti chinene (abundantly).
  • Makua inoti ulela (train up), VaShona vachiti kurera mwana .

[1] [2]

  1. "Archive copy" . Archived from the original on 2021-04-23 . Retrieved 2018-08-26 .  
  2. https://openaccess.leidenuniv.nl/bitstream/handle/1887/13845/Chapter%202.pdf?sequence=5