Katakana

Kubva Wikipedia

Katakana ( 片?名 カタカナ ) imwe mhando ye mabhi e Chijapani , imwe mhango yekunyoresa senge Hiragana , Kanji uye mune zvimwe zviitiko mabhi e Chiratini anonzi r?maji . Izwi rekuti katakana rinoreva "kupatsanurana kana ", sezvo mabhi ekatakana achitorwa kubva kuzvinhu kana zvidimbu zveKanji yakaoma. Katakana uye hiragana zvese kana dandira ( system ). Mabhi eChijapani anomirirwa ne bhii kana kana mudandira pacharo. Kana imwe ne imwe inomirira nzvovera senge " a " (muKatakana ndi ア); senge Chishona, muChijapani nzvanyira rinoteverwa nenzvanyira senge " ka " (muKatakana ndi カ). Asi Chijapani chaka siyana ne Chishona nekuti chine mashoko anopera ne ma nzvanyira , senge " n " (muKatakana ndi ン), uye i- nasal sonorant zvichienderana ne context , anonzwika senge mabhi eChingezi m , n kana ng (n') akafanana ne manzvovera ari nasal e Chiputukezi kana Chigarisiya ( Galician ).

Mamwe mapeji ekutarisa [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]