Peji rino rinodakuwedzerwa ne kugadziriswa.
Jomo Kenyatta
(c.
1897
- 22 Nyamavhuvhu
1978
) aive mu
ekitivhisti
we anti-colonial weku
Kenya
uyezve aive muporitizheni aitonga Kenya sePuraiminista wayo kubva muna
1963
kusvika
1964
, uye akazova Mtungamiri wenyika kubva muna 1964 kusvika pakufa kwake muna
1978
. Aive musoro wehurumende wekutanga aive wevhu uye akaita basa rakakosha mukushandurwa kweKenya kubva mukoronizesheni yeHumambo hwe Bhuritaniya kuita rudhende rwakazvimirira. Nemaonero
eVadhidhizhi
(
nationalist
) veAfurika uye anochengetedza, akatungamira bato re
Kenya African National Union
(KANU) kubva muna 1961 kusvika pakufa kwake.
Zita ra Mutungamiri Kenyatta ndiro rakashandiswa pakudana nyika ye Kenya.