Guta reHo Chi Minh

Kubva Wikipedia
Ho Chi Minh Guta

Ho Chi Minh Guta (Thanh ph? H? Chi Minh, Ho Chi Minh City), Saigon guta ne Vietnam . Zvinofungirwa kuti muguta reHo Chi Minh chaimo mune vanhu 7,406,000 (2010), pachiva nevanhu 9,000,000 (2011) mumetropolitan area yayo.

Mukutongwa, guta reHo Chi Minh rinovawo guta rinozvitonga rinofananidzwa nedunhu. Ho Chi Minh Guta ndiro guta rakakurisa mu Vietnam yose. Muguta umu munotengeswa nokutengwa zvinhu zvakaita sefodya, chibage, donje nemichero unonzi pachirungu, macitrus fruits. Hushangazhi hurimo hunosanganisira zvesimbi, machira nemakemikaru (chemicals). Munharaunda yeguta munocherwa goridhe.

MuHo Chi Minh ndimo munowanikwa Yunivhesiti yeVietnam, inova iyo yunivhesity ikuru zvakanyanya munyika yeVitenma. Guta reHo Chi Minh rinova nenhandare yendege inonzi Tan Son Nhat International Airport .