Dutavanhu
(
Chingezi
: Bus) kana
bhazi
kutora izwi re varungu,
muchovha
unotakura vahu vazhinji panguva imwe chete. Bhazi rinokwanisa kutakura vanhu 60-100 zvichienderana nokukura kwaro.
Dutavanhu imhando ye muchovha inoshandiswa kutakura vanhu kubva kune imwe nzvimbo kuenda kune imwe kune zviitiko zvakasiyana, senge basa, chikoro, kana tsvagurudzo nezvimwe wo.
Zvichovhwa izvi zvinowanikwa zvakasiyana semuenzaniso, pane dutavanhu diki (minibhazi) rinotakura vanhu vashoma, uye pane dutavanhu rakaturukirwa rinonza
double-decker bus
muChirungu.
Nerubatsiro rwe zvichovha izvi kuti vanhu vakwanise kusvika kunzvimbo zhinji nenguva uye nekushandira nguva yavo; madutavnhu akabatsira zvikuru kusimudzira hupfumi hwenyika zhinji pasirose .