한국   대만   중국   일본 
Bara - Wikipedia Svetuka kuchirochemo

Bara

Kubva Wikipedia
  • Bara , mapara pahuwandu (Shaven head) zvichireva baravara .
  • Bara kana mabara pahuwandu (1. Bullet. Round shot. 2. Round of ammunition).
  • Bara kana mana (Large family unit of a village).
  • Bara sezita (a family name).


Zanhi rinori ndere ku tsauranisa chirevo , rino dorongotsa sipwi dzine matumidzo akafanana.
Kana kochekedzo yorukati yakuunzai pano, ringai matumidzo akadorongotswa pamusoro apo kuti muwane ramunoda uye mukwanise kuenda kwariri.