Bandwe

Kubva Wikipedia
<< Bandwe >>
Svo Mvh Chp Cht Chn Chs Mg
1 2
3 4 5 6 7 8 9
10 11 12 13 14 15 16
17 18 19 20 21 22 23
24 25 26 27 28 29 30

Bandwe (kana Chivabvu mumazuva anhasi) i mwedzi watinopemberera zuva rinonzi re Africa day. Bandwe mwedzi wechishanu (kana wemucharikwa) unowanikwa pakati pa Kubvumbi na Chivabvu , uye ndiwo mwedzu unoita hwerengo ye mwedzi dze Karenda ye Chivanhu dzizare.

Karenda ye Chivanhu [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]

Tarisai peji rizere re: Karenda ye Chivanhu

Karenda ye Chivanhu kana ye Chishona, ikarenda inoshandiswa patsika dze chivanhu kana chikaranga chedu. Ine mwedzi gumi-mbiri (12) makore maviri uye mwedzi gumi-tatu (13) mugore re chitatu. Yakasiyana ne Karenda ya Gregori inotoodza zuva ne mwedzi zvose, saka kutanga kwe mwedzi wegore kwaisiyana zvichienderana nemusi waibuda mwedzi utsva kureva Mwedzi Wakagara . Pamusoro pezvo, mwedzi yaigona kuva ne mazuva 29 kana 30.

Gore re Chivanhu raive ne mwedzi 12 makore maviri uye mwedzi 13 gore rechitatu, richipera muna Mbudzi (october/november) zvichienderana nenzvimbo ye mwedzi. .

Mwedzi Yekare Mwedzi Yanhasi
Zvita 1 Ndira
Ndira 2 Kukadzi
Kukadzi 3 Kurume
Kurume 4 Kubvumbi
Kubvumbi 5 Chivabvu/Bandwe
Bandwe 6 Mwedzi uyu waishandiswa gore rechitatu bedzi. Chikumi
Chivabvu 7 Chikunguru
Chikumi 8 Nyamavhuvhu
Chikunguru 9 Gunyana
Nyamavhuvhu 10 Gumiguru
Gunyana 11 Mbudzi
Gumiguru 12 Zvita
Mbudzi 13

Mamwe mapeji ekutarisa: [ chinjirudza | chinjirudza mabviro ]